Mavhariyabhuru A, B, C, D, E, F, X na Y
Pane mavhariyabhuru mapfumbamwe: A kusvika F, X, Y na M. Chengetai mu A. Nyorai 3, dzvanyai
, nyorai 5, mozodzvanya
ne
, rinova STO, mozodzvanya
, iya ine A yepingi pamusoro paro. Sikirini inoratidza 8: ndizvo zvava mu A. Kuti mushandise A musvomhu, dzvanyai
ne
, mozodzvanya
, nyorai 10, ne
: 80. Kuti muone zviri muvhariyabhuru, dzvanyai
ne
: 8. Uye kuti mupukute vhariyabhuru, nyorai 0 mairi, dzvanyai
,
, ne
: 0.