Kupinza data
Heino nzira yekupinza ruzivo. Panhamba imwe chete, nyorai 95 modzvanya
. Panhamba inodzokororwa, inyorei, dzvanyai x y, mozonyora kuti kangani. Nyorai 75, dzvanyai
, nyorai 3, modzvanya
kuti muwane 75 katatu. Papeya ya na , nyorai 2, dzvanyai
, nyorai 5, modzvanya
. Uye papeya inodzokororwa, nyorai 21, dzvanyai
, nyorai 40, dzvanyai
, nyorai 3, modzvanya
. Ndiyo peya 21 ne 40, katatu. Zvinhu zvinosvika 100 zvinogona kuchengetwa.